KwaunobvaDuramazwiKkaki

Duramazwi · zita

kaki

Zvinoreva

Kaki rudzi rwemucheka wakasimbarara unoshandiswa kusona hembe, mayunifomu nezvimwewo zvakadaro.

Kaki rudzi rweruvara ruri pakati peshava neshora.

1

Kwete kutya murovi wengoma, Kana kukudza mukaki, kuti pamwe ungazoti, Ndakakira pasina!

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kakwembe

Kakwembe munhuwi wakaipa unobva pamuviri womunhu.

Verenga

Swipe for the next word