KwaunobvaDuramazwiKkama

Duramazwi · chiito

kama

comb

-senga-pendafefa-fetura

Zvinoreva

Kukama kusvina mukaka kubva mumunyatso.

Kana uchikama musoro unenge uchifambisa chipeturo muvhudzi kuti rienzane.

1

Kukama kusvina mukaka kubva mumunyatso.

Mazwi: wakaringa kama yokuronzera nzira mombe Mhinduro: Mombe yokuronzera kama wakaringa nzira.

Kana n'ombe ichinzi ine dindi inenge ine zamo neminyatso yakaomarara zvokutonetsa kukama.

Kukama mari kuita chinhu chinokuburitsira upfumi hwakawanda chaizvo.

2

Kana uchikama musoro unenge uchifambisa chipeturo muvhudzi kuti rienzane.

Kana n'ombe ichinzi ine dindi inenge ine zamo neminyatso yakaomarara zvokutonetsa kukama.

Kukama mari kuita chinhu chinokuburitsira upfumi hwakawanda chaizvo.

Peturo kamudziyo kane mazino kanoshandiswa kukama bvudzi.

Zvakafanana

-senga · -penda · fefa · -fetura

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kama mari

Kukama mari kuita chinhu chinokuburitsira upfumi hwakawanda chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word