KwaunobvaDuramazwiKkanjani

Duramazwi

kanjani

Zvinoreva

(manje) Tino- shandisa kanjani kana tichibvunza maitikiro ezvimwe zvinhu.

1

(manje) Tino- shandisa kanjani kana tichibvunza maitikiro ezvimwe zvinhu.

Kufa kwake kwakamboitika kanjani?

Tinoshandisa mushe kana tichidavira munhu anenge atikwazisa achiti,"kanjani".

2

(manje) Tinoshandisa kanjani kana tichisimbisa munhu wechishamwari.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kanongo

Kanongo kanhu kadiki kari pamunhu, kanomuipisa.

Verenga

Swipe for the next word