Duramazwi · zita
injiniya
engineer
Duramazwi · zita
engineer
Injiniya inyanzvi yakadzidzira basa rokugadzira michina, migwagwa, mabhirinji nezvimwe zvinoshanda namagetsi. Injiniya ndiye anotanga kumisa mudziyo asi makanika ndiye anozougadzira kana wafa.

Duramazwi
01 / 03injisi
VerengaSwipe for the next word