KwaunobvaDuramazwiIinivhoisi

Duramazwi · zita

inivhoisi

invoice

Zvinoreva

Inivhoisi katsamba kanonyorwa zvinhu zvauri kuda kutenga nomutengo waunofanira kubhadhara. Kubasa kwedu hatibhadhari chinhu pasina inivhoisi.

1

Inivhoisi katsamba kanonyorwa zvinhu zvauri kuda kutenga nomutengo waunofanira kubhadhara. Kubasa kwedu hatibhadhari chinhu pasina inivhoisi.

Kambani inotumira inivhoisi kumatengesi mwedzi wega wega.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word