KwaunobvaDuramazwiIinishuwarenzi

Duramazwi · zita

inishuwarenzi

insure · insurance

Zvinoreva

Ichi chibvumirano chaunobhadharira kuti uzowana rubatsiro kana pava nedambudziko kana kuti paitika tsaona.

1

Ichi chibvumirano chaunobhadharira kuti uzowana rubatsiro kana pava nedambudziko kana kuti paitika tsaona.

Ndine inishuwarenzi vemotokari.

Bhuroka munhu munhu anotengesa masheya emakambani neinishuwarenzi.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word