KwaunobvaDuramazwiIinjini

Duramazwi · zita

injini

engine · motorboat

Zvinoreva

Injini ndiwo mwoyo unopa simba kumotokari kana mumwewo muchina nokugaya simba remagetsi mukati mayo.

1

Injini ndiwo mwoyo unopa simba kumotokari kana mumwewo muchina nokugaya simba remagetsi mukati mayo.

Kunoka kufa kunoita injini, kunonzwikwa nekurira kwainenge yoita ichiti kokokoko.

Kurevha kutsika mafuta emotokari uchiregedza injini ichichema zvine ruzha.

Bhoneti ihwidibiro yesimbi iri kumberi kwemota, inofukidza injini.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word