KwaunobvaDuramazwiIinura

Duramazwi

inura

Zvinoreva

Iyi irebeso kana kuti chivanduriro chinoratidza kushandura kana kupidigura zvanga zvamboitwa kare.

1

Iyi irebeso kana kuti chivanduriro chinoratidza kushandura kana kupidigura zvanga zvamboitwa kare.

Ndinoda kukiyunura pandambokiya. Zvinonzi izvo varoyi vazhinji vanogona zvose kuroya nokuroyonora.

Tadiwa akangofara hake asi key iyi yai kinura bedroom yaMai Mhofu asi yaisakiya po.

Kwaive kungorarisawo zvako muviri but maziso akasvinura.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word