Duramazwi
Zvinoreva
Kuratidza kushamisika nenzira yehurukuro.
Iri izwi rinoshandiswa kutaridza kushamisika nokunzwa zvinopikisana nezvawanga uchifunga kana kutarisira.

Inga Zoro akatipa nguva yakareba wani kuti tiedze zvese zvatingakwanise kuti timupedze simba?.
Inga wani vakuru vakazodaro kuti, Muranda nyangotadza sei haatongerwi mhosva asipo".
Inga vaRungu vanogona kuchengeta vakadzi wani sesu vanhu?
Iri izwi rinoshandiswa kutaridza kushamisika nokunzwa zvinopikisana nezvawanga uchifunga kana kutarisira.
Haasati auya, inga akati anosvika zuva risati rabuda wani.
Inga Zoro akatipa nguva yakareba wani kuti tiedze zvese zvatingakwanise kuti timupedze simba?.
Inga wani vakuru vakazodaro kuti, Muranda nyangotadza sei haatongerwi mhosva asipo".
Mamwe mazwi ane I
IDuramazwi
01 / 03ingi
ink
VerengaSwipe for the next word