Duramazwi · zita
ingi
ink · nk
Duramazwi · zita
ink · nk
Ingi musvi kana kuti muto, unogona kuita ruvara rwakasiyana, inoiswa mukati mechinyoreso kuti ugonyora noruvara irworwo.
Ingi musvi kana kuti muto, unogona kuita ruvara rwakasiyana, inoiswa mukati mechinyoreso kuti ugonyora noruvara irworwo.
Bhiro vako vaisi kunyora nokuti yapera ingi.
Bharero rechinyoreso idemhe rekunze rinopinzirwa karifiru kanenge kaine ingi.
Duramazwi
01 / 03ingidza
Kupamhidza.
VerengaSwipe for the next word