Duramazwi
ini
me
Duramazwi
me
Ichi chisazita chinoreva nyakutaura pachezvake.
Ichi chisazita chinoreva nyakutaura pachezvake.
Ini newe takasiyanaka, shamwari.
Kumwe kupererwa kwamunoita kwakadaro handisati ndambokuona ini kutaura chokwadi.
Ini ndakatsvaga kwangu ndega kwekungogara kuitira kuti ndisazosangane nevakomana.
Duramazwi
01 / 03inifanduri
infantry
VerengaSwipe for the next word