KwaunobvaDuramazwiUuhwo

Duramazwi

uhwo

Zvinoreva

Uhwo chiratidzanzvimbo chekure chemazita emumupanda 14.

1

Uhwo chiratidzanzvimbo chekure chemazita emumupanda 14.

Kana vanhu vachinge vasangana vanoumbawo ushamwari uhwo hunogona kuvabatsira mukusimudzirawo mhuri dzavo.

Ndisvitse chitsama chouswa uhwo.

Usiku izwi rinoshandiswa kureva munhu asina zvaanoziva, kana kuti asina njere dzakapinza. Vedu, Biggie haana chaanogona. Usiku zvahwo uhwo.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uhwu

Uhwu chiratidzanzvimbo chepedyo chemazita omumupanda 14.

Verenga

Swipe for the next word