Duramazwi · zita
ufudzi
ujana
Duramazwi · zita
Ufudzi imombe kana chimwewo chipo chinopiwa sekutenda kumunhu anokuchengetera kana akakuchengetera zvipfuyo.

Sekuru pavakauraya mombe yavo ndakapiwa bandauko roufudzi.
Ufudzi imombe kana chimwewo chipo chinopiwa sekutenda kumunhu anokuchengetera kana akakuchengetera zvipfuyo.
Mufudzi woga woga anovaura n'ombe dzake kubva mune dzimwe kana asvika padanga pake.
ujana
Duramazwi
01 / 03ufumi
Kuva nezvinhu zvakawanda neupfumi munhoroondo yepasi (wealth).
VerengaSwipe for the next word