Duramazwi · zita
Zvinoreva
Udhudhu.
1
Udhudhu.
Kufeya muti kuukwira usingashandisi mapazi awo.
Uyu mupurisa asingapfeki yunifomu, anoita basa rokufeya-feya nyaya ari mukati mevanhu, ivo vachingofungawo kuti munhuwo zvake.
Kufeya-feya kutaura nevanhu vakawanda uine nyaya ya-uri kuda kuziva kana kutsvaka umboo hwayo, asi iwe usingavaratidzi chinangwa chako.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ufu
Kushaikwa kweruzivo panyama.
VerengaSwipe for the next word