KwaunobvaDuramazwiU 2

Duramazwi

Mazwi ane U.

504 Shona headwords beginning with U, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 2 pa3

unyoromildnessunyunyugnatunzabringunzanzanzaKana vanhu kana zvinhu zvakaita unzanzanza zvinenge...unzenzaimmoralityunzidzaUnzidza kuva netsika yokutsividza zvaunenge waitirwa.unziraKuunzira kuvhara se zvakaita mukova kana hwindo.unziriri nziririKana zvinhu zvinobhururuka zvichinzi zvakaita unziriri...unzunzuKana zvinhu zviine unzunzu zvinenge zvichisekesa.unzvoriKana munhu achiita zvounzvori anenge aine tsika yokunyepa...uoricorruptupambiUpambi kutorera munhu upenyu hwake kana upfumi hwake...upamhibreadthupanduUpandu maitiro akaipa anoitwa nemunhu asingapindirani...upangaUpanga ndepano-cheka pebanga, chisvo kana zvimwewo.uparadziUparadzi kukanganisa vanhu vanenge vachiwirirana, uchiita...uparidziUparidzi kuverenga bhaibheri nokududzira zvarinoreva.upengoUpengo ihasha dzinozvionesa nokupopota uye kuda kurwa...upenyuexpressiveupenyu hwaAbhigairifairyupenzi [ubenzi]Upenzi maitiro emunhu ane pfungwa dzisingatori zvakanaka.upepeUpepe ibvudzi kana minhenga yakarongwa, zvokuti inogona...upfupowderupfumieconomyupfumi [ufumi]Kana munhu achinzi ane upfumi anenge ane zvipfuyo, midziyo...upfunhambuyaUpfunhambuya imvura inonaya iri nhete, inenge isingaiti...upfutoUpfuto tumakonye tunodya miti kana mbeu kusvika zvaora.upiUpi idoro rinopiwa kumunhu anga achigovera vamwe doro...upimoUpimo ndiyo nhamba inobuda kana washandisa mupimo kuera...upindoaccessupofublindnessupombweadulteryuporofitaUporofita kukwanisa kuziva zvakavanzika, zvakaitika, kana...upoteriKana munhu aita upoteri anenge aenda kune imwe nyika...upristipriesthooduraentrailsurabvurabvuAya marara akaita mafufu kana zvipenga zvitete zvinosara...uraguUragu inzvimbo inoti vafudzi ven'ombe vanosangana...urakaUraka mukana unogadzirwa paduvo kana chikandira, panoti...uramuUramu ukama, hwekuita jee, huri pakati pemukadzi...urandaenslavementuranium exchangeuraniumuraramiUrarami kuve neupenyu.urararaUrarara kurerekera divi rimwe chete zvikuru kunenge kwaita...uraroUraro inzvimbo yekurara, inenge iri imba kana kuti chaipo...urayabutcherurayiraKana munhu akaurayira mucheno anenge akatsvinda zvikuru.uredzwaUredzwa imombe kana chimwe chipfuyo chinobviswa nemunhu...urefuheighturemadisabilityuremuweighturengarengapeakureriUreri mubairo kana mubhadharo unopiwa munhu sekumutenda...urerwaKudzvanyirira nenzira yeruzivo.ureviUrevi kufarira kutaura makuhwa.uriKuzenzera mheremhere pamberi pedare.urimboUrimbo muto wakachena somukaka asi uchinamira...urimiUrimi ruzivo rwekurima mbeu nekupfuya mhuka.urindoUrindo inzvimbo yokuzororera kana yokurara.uriraKuvingira.uririfloorurisiUrisi kufudza zvipfuyo.urojatendencyurombeUrombe kusauka nekungotambura kunogona kukonzerwa nechimwe...urombopovertyurongoUrongo muto wakagwamba unobuda pamuti wakuvara.urongwaitineraryuronyoUronyo ndezvakaita zvimvura zvichena zvinobuda musikarudzi...uropibrainsurovedziunoita kuti munhu akwanise kufunga nekunzwa zvinhu...urovhaunemploymenturoyiwitchcrafturozviMufambiro wedunhu rerudzi rwevaRozvi.uruKuti uru kusvetuka napamusoro pechinhu.uru uruKusvetuka-svetuka.urubvuUrubvu zvimedu zvechokudya zvinenge zvadonhera pasi.urududuKuti urududu kunzwisa urombo, uchinyara zvawakaita.UrugwayiuruguayurukaKana uchiuruka unenge uchisvetukira mudenga nechinangwa...urukiraKana ukaurukira munhu unenge wasvetuka uchienda paari...urukoUruko kubhururuka kunoita shiri yavhunduswa, isina kure...urukutaKuurukuta kuumburuka pasi sezvinoita imbwa kana dhongi.urukutikaKuurikitika kuzvininipisa kunenge kuchiratidzwa namamirire...urukwaUrukwa rudzi rweuswa hunomera mugomo, hunorukiswa zvitseme.urumbanaKana munyu waurumbana unenge wabatana kuita chigodo chimwe...urungaKuurunga kugadziridza chinhu, kunyanya chichiri kuumbwa...urunganaKana chinhu chichinzi chakaurungana chinenge chakaenzana...urunguUrungu maitiro kana matauriro anoita vanhu vatema...ururaKuurura kubvisa zvakapapamara, zvikuru pamusoro pezvinhu...ururamiUrurami kuva neunhu netsika dzinoyemurika.ururuUruru inyama inosara yakanamira padehwe remhuka yavhiiwa.ururu ururuKuti ururu ururu kufamba zvishoma zvishoma kunoita munhu...urusapachivande, asingadi kuonekwa.urutsaKana munhu achiuurutsa zvakaita senzungu kana chibage...urwaunstoppedurweremaladyurwoIchi chiratidzanzvimbo chekure chemupanda 11. Rukomana...urwuIchi chiratidzanzvimbo chepedyo chemupanda 11.usabhukuUsabhuku utungamiri hwemumusha, asi huri pasi paishe.usadunhuUsadunhu kuva namasimba okutonga nzvimbo, ine misha...usahwiraUsahwira hushamwari hwemasaimba anonzwanana chaizvo, uye...usakausakadzaRusasanhi.usakiUsaki chirwere cheganda chinoita kuti rivave.usandeKana munhu achinzi ane usande anenge aine tsitsi...usanzaUsanza idendere reshiri rakagadzirwa netutanda tutete...usariridzwaMusariridzwa.usaruraRusaruraganda.usaviUsavi inyama kana muriwo wokudyisa sadza.ushamwaricompanionshipushanyitourismusharuushashachampionshipushayiKana munhu achinzi ane ushayi anenge ari murombo...ushelordshipushindindiKana munhu achinzi ane ushindindi anenge asingadzokeri...ushingiadventureushomalonelinessushumiriministryushungaUshunga mushonga wokuchengeredza dura, kana mbeu dziri...ushunguKana munhu achinzi ane ushungu anenge ane maitiro...ushweteUshwete kurambisisa zvinhu zvaunoziva.ushwindiKana munhu achinzi ane ushwindi anenge asingatirimuki pane...usikanaUsikana inguva inovira munhukadzi ari mudiki kusvika aite...usikunightfallusikusikuIyi inguva yekunze koda kuedza, kazhinji panorira huku...usimbelazinessusofaceusonaBasa rekusona mbatya (tailoring).usonoUsono kusosona kunokonzera mavanga pamiromo zvichikonzerwa...usopoUsopo indebvu dzepamuromo, dzinomera pakati pemhuno...usosoUsoso tumichero tudiki, twakatenderera tunoberekwa nemuti...usuUso hwemunhu panyama (face).usungwaimprisonmentusvasviUsvasvi mambure anoshandiswa kubata hove.usvinuUngarara.usvisviUsvisvi idziva rakasvibirira, rakadzika, rine mvura inoita...usvusvuUsvusvu ibota dete.uswagrassUtabow (weapon)utachionabacteriumutachiwanavirusutanaUharahwa.utandeDandemutande.utanohealthutanyuutanyuUku kufamba munhu achiita zvokusvetukira. Pachikoro apa...utapiUtapi kutora vanhu uchivaisa muusungwa.utapitapiUku kunaka kwakanyanyisa kwechinhu chakaita seshuga kana...utapuriUtapuri kuita zvekudenha, uchitsvaga kutsamwisa vamwe.utarataraIyi mitaro yakawanda inenge iri panhu. Mipanye yembambaira...utaririmanagementutataUtata rudzi rwechimbuyu chinoruma nokunanaira zvinovava...utatutriuneutemaUtema hwemunhu masvibiro eganda rake.utendaUtenda urwere hunenge huine munhu.utendeUtende utongo hunenge huri pasi pomunhu ane masimba...utenderiUtenderi kuva munhu anobvumira pane chimwe chinhu...utendiMune zvokunamata utendi kuzvipira kunenge kwakaita munhu...utepaUtepa chirwere chese chese chinenge chisangarapiki.utepeKana munhu ane utepe anenge ari munaku, mutete...utepfetepfeUku kupfava kwemidziyo yakaita semubhedha kana sofa.utepfutepfuKureba nenzira yekuzunza muviri.uteraweaknessutereUtere kurara kunoita mukomana nomusikana vasati varoorana.utereraKuzenzera pamberi pedare.utesvaUtesva ndepakadzika-dzika penzvimbo inenge ine madhaka.uteteUtete kuondoroka kwomunhu kana chimwewo chinhu.uteteteUtetete kubvunda kunenge kuchiita zvakaita setsanga...uteyateyaKuita uteyateya kuva vanhu vanege vachingova vose nguva...utiyoUtiyo tuvana twehuku tuchangochochonywa.utizirorefugeutomilitaryutofoKana munhu achinzi ane utofo anenge asina njere dzokubata...utogoUtogo kusimuka kweutsi kana huruva, kubva pasi ichikwira...utoitoiUtoitoi kunyiminya nokuteya kwezvinhu zvakaita sezuva...utongaUtonga kutsvuka kunoita kunze pakubuda nokuvira kwezuva...utongijurisdictionutongi hwegutsaruzhinjirepublicutooUtoo murwi wematehwe anenge akaunganidzwa pamwe chete.utori venhaujournalismutorotoroUku kubuda nokufashuka kweutsi kubva pamwe panhu. Utsi...utorwaUtorwa chinzvimbo kana maitiro ekuva munhu anenge ari...utosiKana munhu achinzi ane utosi anenge ane chitsotsi uye...utsananahygieneutsanziinnovationutsaratsaKana chinhu chakaita utsaratsa chinenge chiine mavara...utsaruKana chinhu chava neutsaru chinenge chava nenguva yakareba...utsismokeutsinyebrutalityutsomeKana nhaurwa ine utsome inenge yakadzama pakuizvinzwisisa...utsonyeraUtsonyera zvimvura zvinobuda mumaziso emhembwe.utsonyoUtsonyo ndezvinopupira kubva pamaziso zvichiita maranga...utsotsifraudutsuroKana munhu ane utsuro anenge ari nherera, asina chaanacho.utsutaUtsuta kuomera munhu asingadi kushandisa zvinhu zvake...utsvanoveltyutsvenesanctityutsvete-tsveteKana huruva yakaita utsvete-tsvete inenge yakavhara pose...utsvindaUtsanana.utsvukuUtsvuku kuve neganda rakati kangavirei, riri pakati...utukwaUtukwa ukama huri pakati pamasahwira, vanotaura...utumaKuti utuma kupererwa nemazano.utumaraKuutumara kuva panzvimbo imwe chete, uchiratidza kupusa.utumbuMatumbu.utungaKudaidzira mvura nenzira yerurama.utungamiriguidanceutungamiririgovernanceutununustupidityuturuinflamingututuUdununu.utwoUtwo chiratidzanzvimbo chekure chemupanda 13.utwuIchi chiratidzanzvimbo chepedyo chemupanda 13.utyutyuriUtyutyuri matumbu matetetete embudzi anowanzo-sarira...uudzaKuuudza kuita ruzha rwokusheedzera munhu asi pasina kudoma...uunuraKubvisa nenzira yekuparadzira.uuraKuuura kuchema kukuru kunoratidza kurwadziwa zvakanyanya.uvaivaiKuita uvaivai kupenya kana kubwinya kunoyevedza.uvakiUvaki kuva nechido chekuti vanhu vawirirane pakugarisana.uvandoUvando inzvimbo inotizira vanhu kana pane zvavanetsa.uvaranomweUvaranomwe zvidzidzo zvenganyonnyorwa, nhetembo nemitambo.uvaranonweZvidzidzo ruzivo pamatambudziko.uvhe-evhe-eUku kupesana-pesana kunenge kuchiita zvinhu zvakawanda...uvhevheUvhevhe kuva munhu anotora zvinhu zvavanhu usingadzosi.uvheyevheyeUvheyevheye kuzunungutswa nemhepo kwehembe dzakayanikwa...uvhirindindiKana chinhu chakaita uvhirindindi chinenge...uvhururuUvhururu zvimedu zvechokudya zvinenge zvichiwira pasi.uvhuruvhuruUvhuruvhuru hwechibage zvivhudzi zvinorembera kumuromo...uviriUviri kuita chinhu vanhu vari vaviri.uvirimiUvirimi kuva munhu anofarira kutaura nezvekubudirira kwake...uwakatiraUwakatira kudonha kwemari yesimbi kana zvimwewo zvakadaro.uwanduamountuwarakataUwakatira.uwe-ewe-eUku kudaidzira pamwe kungaitwe nevanhu vanenge vachida...uyacomeuya zvakanakaUku kutaura kuti zvaitika zviri kufarirwa nemutauri nokuti...uyananoVanhu vane uyanano vanenge vachishandira pamwe, pasina...uyangaKuita uyanga zvoutsvina.uyaniUtsanana.uyeanduyeniUyeni chinzvimbo kana nguva yekunge munhu ari mushanyi.UyezveadditionallyuyowhomuyuUyu chiratidzanzvimbo chepadyo chemupanda 1a, 1 ne3.uzangukuUzanguku rudzi rwetumbuyu tunoruma huku.uze-eze-eUku kutenderera-tenderera kwezvinhu zvakawanda mudenga...uzengeyaUzengeya kushaya kuzvibata, kwemunhu achi...uzezaUzeza chiveve chemazino, chinoita kana munhu anyanya kudya...uzhaKuuzha kutema nekupunza muti.uzhinjiUzhinji hwezvinhu ndihwo uwandu hwazvo.uzimaPauzima zvinoreva kuti iye munhu pachake.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store