KwaunobvaDuramazwiUurimbo

Duramazwi · zita

urimbo

domvumusiti

Zvinoreva

Urimbo muto wakachena somukaka asi uchinamira, unoshandiswa kubata shiri.

1

Urimbo muto wakachena somukaka asi uchinamira, unoshandiswa kubata shiri.

Ukama urimbo kudambura haubvi.

Kuti dhadhamu kutatamuka kunoita urimbo kana zvimwewo mushure mekunge zvakakatwa.

Urimbo muto wakachena somukaka asi uchinamira, unoshandiswa kubata shiri.

Zvakafanana

domvu · musiti

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

urimi

Urimi ruzivo rwekurima mbeu nekupfuya mhuka.

Verenga

Swipe for the next word