KwaunobvaDuramazwiUuudza

Duramazwi

uudza

Zvinoreva

Kuuudza kuita ruzha rwokusheedzera munhu asi pasina kudoma zita rake.

1

Kuuudza kuita ruzha rwokusheedzera munhu asi pasina kudoma zita rake.

Unofunga kuti ini ndinopenga here ndirikukuudza kuti pano hapanamatwi munhu uri wega?.

Ndakuudza kuti une zvinhu zvemasatanists zvaunazvo mumba zviri kuvapa access yekupinda.

Apa ndipo paakachibva achizonyatsoona zvino kuti Mai Sipho vairevesa zvavaive vamuudza.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uunura

Kubvisa nenzira yekuparadzira.

Verenga

Swipe for the next word