Duramazwi
Zvinoreva
Kupipidza kumhanya munhu achikasira asi achiita nhano duku.
Kupipidza kuridza bhera remotokari.
1

Kupipidza kuwisa chinhu chakaomarara panzvimbo yakanyorovera, pachisingaiti ruzha rwakanyanya.

2

3

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pipidzu
Kuti pipidzu kusimudza chinhu chinorema kuti ugozochitakura.
VerengaSwipe for the next word