KwaunobvaDuramazwiUuunura

Duramazwi

uunura

Zvinoreva

Kubvisa nenzira yekuparadzira.

1

Kubvisa nenzira yekuparadzira.

Kana mbavha ikazvuunura inenge yaba uye isina kusiya chero kaumboo kanozotaridza zvinenge zvaitika.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

uura

Kuuura kuchema kukuru kunoratidza kurwadziwa zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word