Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uvaki kuva nechido chekuti vanhu vawirirane pakugarisana.
1
Uvaki kuva nechido chekuti vanhu vawirirane pakugarisana.
Uvaki kuva nechido chekuti vanhu vawirirane pakugarisana.
Uvaki kuva nechido chekupa vamwe mazano.
Zvakangofananawo nekuvakwa kwemba, kana muvaki wemba akanyatsoronga hwaro hwemba, chidziro chemba yake nedenga racho harizonetsi kuturika.
2
Uvaki kuva nechido chekupa vamwe mazano.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uvando
Uvando inzvimbo inotizira vanhu kana pane zvavanetsa.
VerengaSwipe for the next word