Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ugariri itsika yekuroora yaiitwa kare, murume achigara pamusha patezvara achivaitira basa, kuti vazomupa mwanasikana wavo.
1

Tsamutombo mwana ana baba vanenge vachitema ugariri anopiwa kuna baba vake vasati vapedza ugariri.
Chisangano kudya kunopiwa murume apedza ugariri kuti adye nomudzimai wake kekutanga vasati vatorana.
Ugariri itsika yekuroora yaiitwa kare, murume achigara pamusha patezvara achivaitira basa, kuti vazomupa mwanasikana wavo.
Zvakafanana
Zvine chekuita
-tema ugariri · -ponda ugariri
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ugaro
residence
VerengaSwipe for the next word