Duramazwi01 / 03ugaririUgariri itsika yekuroora yaiitwa kare, murume achigara pamusha patezvara achivaitira basa, kuti vazomupa mwanasikana wavo.Verenga→