Duramazwi
Zvinoreva
Kuudura kutema chinhu nevhinga kana chimwe chinosvikomwararika.
1
Kuudura kutema chinhu nevhinga kana chimwe chinosvikomwararika.
Vaichengetera chibage mudura rine zvipfukuto mhene Musikana akazvibatira mhene yake yaimupa mari zhinji.
Une mazwifanana akadai here mudura rako reChiShona?
Kububudura kudya kunoita munhu chinhu chakaita sembambaira mbishi achiita zvokubanda.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03uduutuu
Kana munhu ahinzi ane uduutuu anenge ari munhu akapusa zvakanyanya.
VerengaSwipe for the next word