Duramazwi · zita
Zvinoreva
Udumbwi rudzi rwamasvosve akaita matsvuku anoruma zvikuru.
1
Udumbwi rudzi rwamasvosve akaita matsvuku anoruma zvikuru.
Udumbwi rudzi rwamasvosve akaita matsvuku anoruma zvikuru.
Madudumbwi mweya unobuda wakaita zvibhora zvibhora kana waregedzerwa mumvura.
Kuti mvurututu kubuda kunoita mweya unenge waregedzerwa mumvura uchiita madudumbwi.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03udundwe
Kana munhu achinzi ane udundwe anenge achitadza kushandisa pfungwa zvakadzama, uchiita zvinhu kunge uri mwana mudiki.
VerengaSwipe for the next word