Duramazwi02 / 03udundweKana munhu achinzi ane udundwe anenge achitadza kushandisa pfungwa zvakadzama, uchiita zvinhu kunge uri mwana mudiki.Verenga→
Duramazwi03 / 03udununuKana munhu achinzi ane udununu anenge ari munhu akavhiringika, anotadza kunyatsofunga pane zvaanofanirwa kuita.Verenga→