Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiratidzi chepedyo chemupanda 18. Mumba umu ndimo matakavata madeko.
1
Ichi chiratidzi chepedyo chemupanda 18. Mumba umu ndimo matakavata madeko.
Vakazofunga zvokuti vatsvage kamwana kadiki kemuraini umu vakatume Kuna Tadiwa.
Zvanhasi ndirikuda kuedza kukununura mumatope mawakuzvinyudza umu.
Ndakatozoona hangu kuti ndaitopedza nguva ndichingova mumba umu ndichitotadza zvangu kunoita basa.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03umveemvee
Uku kufamba zvisina kurongeka kwevanhu vakawanda vari panzvimbo imwe chete.
VerengaSwipe for the next word