Duramazwi
Zvinoreva
Kana waozha unenge wataura zvinhu zvisina musoro.
1
Kana waozha unenge wataura zvinhu zvisina musoro.
Kana Toro adhakwa anenge ongoozha kutaura.
2
Kana munhu achinzi aozha anenge aitira tsvina panenge pasingatarisirwi. Hazvina hunhu kuozhera munzira munofamba navanhu.
Mamwe mazwi ane O
ODuramazwi
01 / 03ozho
Ozho ihari yevhu inenge isati yapiswa.
VerengaSwipe for the next word