Kwaunobva/Duramazwi/O/ovhataimi
Duramazwi
overtime
ovheni
oven
oyiri
Mafuta emuchina kana ekubikisa (oil).
ozha [-wozha]
Kana waozha unenge wataura zvinhu zvisina musoro.
Swipe for the next word