KwaunobvaDuramazwiP 5

Duramazwi

Mazwi ane P.

1164 Shona headwords beginning with P, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 5 pa5

puguKana munhu achiputa fodya, anoti utsi pugu mudenga.pugumuKuti pugumu kupunza chinhu chinoti chikawira pasi...puguraKupugura kumera rebvu kunoita chibage.pukaKupuka kudarika nepamusoro pechinhu waita zvokujanhuka.puka pukaKuti puka puka kufamba komunhu anege azungaira...pukuPuku zvinhu zvinenge zvakasunganidzwa pamwe chete.pukunuKuti pukunu kubvisa ruoko rwako parwanga rwakabatwa...pukunyuKuti pukunyu kuzvibvisa paunenge wakasungwa kana kubatwa.pukunyukaKana munhu akapukunyuka panyodzi anenge asinaa kuzowirwa...pukunyuraKana munhu akapukunyura paanenge akabatwa anenge azvizunza...pukusaKuchokonyora.pukutaKubvisa zvakanamira pamusoro.puma(rupawo) Puma imhando yegumbeze rakapfava.pumbuzikaKupumbuzika kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda...pumbuziraKupumbuzira kufamba murima uchiita zvekutsvagisisa nzira...pumhaKana uchipumha hembe unenge uchiizunza kuti ibve huruva.pumhukaKupumhuka kumhanya zvakasimba nokutiza zvachose, kungaita...pumurisaKupumurisa kuzorodza chinhu kana munhu anga achishanda...pundaKupunda kuzvimbirira kwemaziso, kazhinji mushure mekuchema...pundiraKana sadza rapundira rinenge raiswa upfu mvura yafashaira...pundudzaKana mukomana akanzi apundudza anenge ava pazera rekuti...pundukacivilizedpundutsaKupundutsa munhu kumubatsira nezvinhu zvinoita kuti...pundutsoproductivelypungakuitika mushure mokushanda nesimba.pungairaKupungaira kushungurudzika mupfungwa kwemunhu nekuda...punguraKana uchipungura unenge uchibvisa zvinhu zvishoma kubva...pungweKana munhu achiti akaita pungwe ari panzvimbo anenge...punhaPunha kamwana kasikana kachiri kechidiki.punhuraKupunhura kurova chinhu negumbo.punyairaKana munhu achinzi ari kupunyaira anenge ane shungu nokuda...punyn'a punyn'aKuti punyn'a punyn'a kushushikana mupfungwa kwemunhu...punyukaKupunyuka kubva muubatwa kana kutiza njodzi.punyuraKupunyura chinhu kuchiregedza kuti chiende kwachinoda...punyutsaKupunyutsa munhu kumubatsira kuti apoye, kana kumurega...punzaKupwanyira pasi.punzikaKudonha pasi kana kupwanyika.pupaKupupa kubuda furo kunowanzoita sipo pakuwacha.pupidzaKupupidza kufashaidza nyama, zvikuru yembeva, kuti irege...pupiraKututuma.pupudzaKupupudza kupedza usiku hwose usina kumbovata.pupumaKana sipo ichipupuma inenge ichichiburitsa furo zhinji.pupuraconfesspupuriraKana ukapupurira munhu ari kupomerwa mhosva unenge wapa...pupururuKana munhu achinzi akati pupururu zvinenge zvichireva kuti...puraKutaka kana kurova zvakasimba.puragiPuragi kamudziyo kemagetsi kanosungirirwa kumadziro, kane...puramuplumpuranaKana mudzidzisi achipurana anenge achironga basa...puranderaPurandera mudziyo une maoko segejo unokwevewa nen'omb, une...puraniblueprintpurasitaplasterpurasitikiPurasitiki rudzi rwebepa dete rakasimba...puratiMunyaya dzekudhinda zvinhu, purati chirata chitete...puratuniMuchiuto puratuni iboka rinenge rine varwi makumi matatu.purazifarmpuremaPurema chitakuriso chidiki chine mavhiri, chinoiswa mwana...pureshaPuresha uwandu hwemweya, sezvakaita unenge wakaiswa muvhiri.puretiplatepurezhaPurezha mafaro anoita munhu ari kumafuramhepo kwaanenge...purezidhendiPurezidhendi mutungamiriri wenyika.purifekitiPurifekiti mwana wechikoro anosarudzwa kuti ave mumwe...purindaprinterpuriraKupurira kupfeka mbatya dzakanaka chose uye dzinodhura.purizevhaKupurizevha chinhu kuchiisa mishonga inoita kuti...puroPuro rudzi rwedzvombi rine maziso mahombe, rinogara muuswa...purofesaprofessorpurofitiprofitpurogiramaKana mushamarari achipurogirama zvirongwa panhepfenyuro...purogiramuUhu urongwa hwemafambiro achaita basa.purojekitaprojectorpurojekitiprojectpuromosheniKukwidziridzwa pachinzvimbo chebasa kana kududzirwa...purovhinziPurovhinzi idunhu rinenge riri munyika, rine vatungamiri...puruPuru ihembe dzechikadzi dzaibva dzanyatsonamira nomuviri.purukaKubhururuka kweshiri kana kupupuruka kwechinhu chakareruka.puruputikaKupuruputika kupfura-pfura kunoita mhuka kana yava kufa.pururaKubvisa nechepamusoro.pururuKuti pururu kubvisa mashizha akawanda parumuti nguva imwe...pururudzaululate; howlpururudziraKupururudzira munhu kumuitira kamupururu kekumukuza...purutanaKupurutana kutevedza mazano aunopiwa navamwe, nokuva...puruziraKupuruzira kufambisa-fambisa ruoko zvinyoronyoro pamuviri...puruzviraKupuruzira kana kubata-bata chinhu nenzira yekunyarara.pusacrazypushiraKupushira kuzora-zora pose pose.putaKuputa kukweva utsi hwefodya nomuromo.putanaKuunyana.puteKuti pute kudzimaidzika kwemunhu zvekuti anenge...putiKutsemuka zvine ruzha kwechinhu chakagara.putikaexplodeputirainsulateputiridzaKuputiridza chinhu kunyatsomonera-monera zvakanaka nejira...putirwaKana munhu achinzi akaputirwa anenge asati angwara...putisaputitsadetonateputsasmashputsikaKudonha kana kutsemuka.putsiraKana munhu achiti aputsira shungu dzake anenge...putudzaKana mukomana akanzi aputudza anenge asvika pazera...putugadzikePutugadzike chinwiwa chinopisa, chinobikwa nemvura inenge...PutugaroPortugalputunuKuti putunu kusunungura chinhu changa chakasungika.putunukaKuputunuka kusungunuka kwepange pakasungwa, kana...putyuKana mhodzi ikati putyu kubuda muna mai vayo inenge yabuda...puuKana chinhu chati puu chinenge chadonha pasi.puvaKuti puva kuwira mumvura kwechinhu chikuru, zvinoita kuti...puviraKana munhu achipuvira musango anenge achingonanga...puvuKuti puvu kuisa munyu wakawandisa muchinhu chaunenge wabika.puvuriraKupuvurira kuisa munyu wakawandisa muchikafu chaunenge...puwapuzuzuKuti puzuzu kutaridza kupusa kukuru, kunoonekwa kazhinji...puzvuraMunhu anonzi apuzvura kana apusiswa kana kunyadziswa pane...pwaKuti pwa kurira kunoita chinhu chinenge chatsemuka...pwaaKuti pwaa kurova munhu nezvakaita sembama zvokuti...pwaduKuvhunika kana kutsemuka.pwakaKuti pwaka kutsika chimwe chinhu, kazhinji kacho chichibva...pwakataKuti pwakata ruzha runoitwa nekutinhira kwemvura.pwanyacrushpwanya-pwanyaKupwanya-pwanya chinhu kuchigura kana kurova zvekuti...pwanyuTswanyu.pwapwanyuKuti pwapwanyu kubanda mapfupa enyama.pwapwanyuraKupwapwanyura mapfupa kuatsenga zvinenge zvichiita karuzha.pwapwatikaKubwodoka.pwapwatisaKupwapwatisa kubika zvinhu mumafuta zvichiita karuzha...pwashaBvabvamata.pwashamaKana chinhu chapwashama chinenge chadzvanyidzirwa zvokuti...pwashamaraKupwashamara kubofoka-bofoka, sezvinoita gaba...pwashapwashaKuti pwashapwasha kufovera kwechinhu chinenge chatsikwa...pwashararaKana chinhu chichinzi chakati pwasharara chinenge chakaita...pwashashaKuti pwashasha kuputana-putana kunoita vhiri kana richinge...pwataKuwa pasi kwechinhu chakareruka kana kupwambuka pamatama.pwata pwataKuti pwata pwata kudonha kunoita ndove pamombe.pwatamisaKana n'ombe ikapwatamisa ndove inenge yaiita ichibva...pwatiKana munhu ati pwati anenge angotanga kuseka nezwi riri...pwati pwatiKuti pwati pwati karuzha kanoita nemafuta panenge...pwatikaKupwatika kuputika kungaita chinhu chichidzatuka pamusana...pwatisaKana munhu achipwatisa zvinhu anenge achizvidzvinya kuti...pwatsiraKana munhu achipwatsira chibage pasi anenga achichibwodora...pwavashaKuti pwavasha kugara kwemunhu asina chaari kuita.pweKuti pwe kutaura shoko rimwe chete rokupikisana nezvinenge...pweraKupwera kuregera kuyamwisa mwana mukaka.pwereteenagepwerekaKana munhu achinzi akapwereka anenge ane maitiro ehwana...pwerukaKana bhuruku kana siketi *ichipweruka* inenge ichidonha...pwesheKuti pweshe kugara kunoita munhu pasina chaari kuita.pweshuKana zvinhu zvakati pweshu zvinenge zvakawanda chaizvo.pweshukiraKupweshukira kuputsika kunoita chinhu chakanyorovera kana...pweteKuti pwete kondonhera pasi kwechinhu chakaita chinyoro uye...pwetere pwetereKana munhu achiti pwetere pwetere anenge achitaura zvinhu...pwevaKuva nechinhu chinokwenya kana kukonzeresa kuzvimba panze...pwevevaKana chinhu changa chakambozvimba chikapweveva chinenge...pwi pwi pwiKuti pwi pwi pwi kuseka zveunzenza zvekungofinyinyika...pwidaKupwida kuseka munhu nekumutaurira zvinhu zvinomugumbura.pwipwiKuti pwipwi kuseka kwevanhu vari kufadzwa nezviri kuitika.pwipwinyikaKupwipwinyika kuseka kwekusanyatsoburitsa ruzha kunoitwa...pwiru pwiruKana munhu achiti pwiru pwiru kupwinyaira kumeso anenge...pwisaconvincepwitiRuzha runoitwa pakupwanya chinhu chakazara mvura kana...pwititiKuti pwititi kukwira mudenga kunoita chiutsi kana huruva.pwititidzaKupwititidza kurova panzvimbo, pachitibuka guruva kana utsi.pwititikamistypwizhizhaKupwizhizha kusuruvara kunowanzokonzerwa nekutya kuti pane...pwizhizhiKana munhu akati pwizhizhi anenge akasuwa zvekuti chero...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store