KwaunobvaDuramazwiP 4

Duramazwi

Mazwi ane P.

1164 Shona headwords beginning with P, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 4 pa5

pigairaKana munhu achipigaira anenge achifamba akatsamwa...pigiKuti pigi mutsindo unoitwa nebhiza nemakumbo aro kana...pigida pigidaKuti pigida pigida kufamba uchiita nhanho diki, zvine...pigidiKuti pigidi kuwedzera zvinhu noruoko zvobva zvawandisa...piiPii inzvanyira inowanikwa pakati pao-o naara mubumbiro...pii aiPane zvemitemo, kupa munhu akapuwa pii ai anenge abhanwa...pikaswearpikererePikerere kuitika kwezvinoramba zvichiederera mberi...pikiPiki mudziyo wokucheresa pakaomarara une mativi maviri.pikichapicturepikiduKuti pikidu kusimudza chinhu chakareba seda nda...pikiduraexcavatepikiraKana munhu akapikira kuva fata kana sisita, anenge...pikisabelligerentpikisanaKana vanhu vachipikisana vanenge vachiitiirana nharo...pikisoPikiso mazwi anotaurwa nemunhu anenge achisiyana...pikitaKupikita kugaririra munhu anenge achiita basa uchiona kuti...pikuKuti piku kuhonga uchisimudza chimwe chinhu. Be-piku pikuKana munhu achiti piku piku anenge achifambisa, nokuda...pikuraPakuteya mbeva kupikura kutarisa riva rakabata kana kuti...pimaassesspimbinyukaKana uchipimbinyuka unenge uchitendeudza muviri wako...pimbiringaKana chinhu chichipimbiringa chinenge chichipinda nokubuda...pimbiyanaKana uchiruka bhasikiti, shanga dzinopimbiringa pamusana...pimhiriKuti pimhiri kudonha kunoita chinhu chakaita sebhonzo...pimukaKana uchipimuka unenge warohwa nechibhakera padama, wowira...pimuraKupimura kurova munhu nechibhakera padama achiwira pasi.pinapinpinairaKupinaira kufamba kunoita munhu mupfupi mutete.pindapenetratepindaiTinoshandisa pindai kubvumidza munhu kupinda mumba kana...pindiKuti pindi kungoerekana wava mumba. Akabva achitandani-pindikitiKuti pindikiti mumba kupinda mukati nokukasika, kana...pindimbaKana uchipindimba rwendo unenge uchiita kuti rurebe...pindimbiKuti pindimbi kuramba kuya kwekusadzokera kuma shure.pindiraintervenepindiranaKufanana kana kuwirirana.pindiridzaKudarikidza.pinduPindu idanda rine mhanda, rinoshandiswa pakutsigira...pindudzaKupindudza kudira zvinhu zvakaita mvura mumudziyo...pindukaKusanduka mamiriro kana maitiro.pindukiraKana nyaya ichinzi yapindukira munhu inenge yasvika...pindurareplypindurudzaKupindurudza chinhu kuchiita kuti divi ranga riri kunze...pingaPinga chipuka chakada kufanana nembeva asi chakati kurei...pinganidzaKupinganidza kubatanidza zvinhu nenzira inoita kuti...pingipinkpingidzaKana uchipingidza unenge uchitadzisa munhu kuita zvaanga...pingidziraKupingidzira kutora nzira pfupi inoita kuti ukasike...pinginuKuti pinginu kutsvaga mushonga unonzi unorwisa mushonga...pinginukaKupinginuka kunonzi kushayiswa basa kunoita mushonga...pingirishaKupingirisha kuteya munhu kana mhuka nechinhu chinoita...pingudzatamepinguraKupingura munhu kumusvora kana kumutuka zvikuru.pinipinpinidzaKupinidza kubheura chinhu nenzira inoita kuti kwanga kuri...piniforoPiniforo isimbi inondosangana nomuromo wegejo.pinimidzaKupinimidza kufambisa muswe kana besu, kubva kune rimwe...pinimikaKufunga.piniminiKuti pinimini kuzvongonyoka nokukasika, sezvinota muswe...piningakubva kune rimwe divi kuenda kune rimwe.pininiKuti pinini kumira kunoita chinhu chakaita sepfumo kana...pinjiriKuti pinjiri kuisa chimwe chinhu pane imwe nzvimbo...pinjisiPinjisi mudziyo une maoko maviri sechigero, unoshndiswa...pinyaKupinya kuita zvinhu zvoudzvanyiriri, zvokumanikidza vamwe...pinyinguKuti pinyingu kumonyoroka, kana kutenderera, kana kusimuka...pinyingudzaKana uchipinyingudza chinhu, unenge uchiita kuti...pinyingukaKupinyinguka kuzvongonyoka senyoka, kana kutenderera...pinyoroPinyoro muripo unobviswa nemunhu kuti aregererwe.pinyuKuti pinyu kuzvongonyoka kana kutenderera, kana kusimuka...pinyukaKupinyuka kurereka kungatoita kuti mudziyo uzobheuka.pinyuraKana uchipinyura unenge uchirereka nokuvhura chinhu.pinyutsaKana uchipinyutsa munhu unenge uchimutaurira nokumuitira...pinzarecruitpinzanisaKana uchiruka kana kusona uchipinzanisa shinda unenge...pipfuKana chinhu chichiti pipfu chinenge chichigurika chichiita...pipiMufambiro wakaipa weunhu wechiito choutsotsi.pipidzaKupipidza kumhanya munhu achikasira asi achiita nhano duku.pipidzuKuti pipidzu kusimudza chinhu chinorema kuti ugozochitakura.pipiritsaKana uchipipiritsa mhuka unenge wakaibata netambo iyo...pipitiKuti pipiti kutakura zvinhu zvinorema.pipitikaKupipitika kumhanya sezvinoita munhu ari kudzingirirwa...pipitiraKupipitira kutakura zvinhu zvakawanda kusvikira...pipituKuti pipitu kusimudza zvinhu zvinorema kuti ugozozvitakura.pipituraKupipitura kusimudza chinhu chinorema kuti ugochitakura.piraKusvitsa.piramidhipyramidpiritwopiridzaKupiridza kuita chinhu chawakamboita zvakare.pirikiraKupirikira kutsanangura kana kupa mhinduro kuchirahwe.pirimbindiPirimbindi inzvimbo ine mawere anotyisa pagomo.pirimbweKuti pirimbwe kuvhiringidzika mupfungwa nezvinhu zvaunenge...pirimuKuti pirimu kukanuka wava kungoita chimwe chinhu chawanga...piringaKuti piringa kupesana kana kupindana kwezvinhu, sezvinoita...piringanaKana tambo dzakapiringana dzinenge dzakamonerana.piringanisange achireva kuti yamusiya achitambura.piringidoKuti piringido kupinda pamwe panhu nokukasira, sezvinoita...piringishaintersectpiringishanaKana zvinhu zvakapiringishana zvinenge...piripishaKupiripisha kushanda zvine simba sezvakaita mumunda.piripitiKuti piripiti kumhanya kunoita mhuka dzakawanda panguva...piripiti piripitiKuti piripiti piripiti kunetseka kunenge kuchiita munhu...piripitikaKupiripitika kunetseka kwemunhu kana mhuka, kuedza...piriraKana muchipirira vamwe munenge muchiita zvirango...piritsipillpirivaKuti piriva kuzeza kuita chimwe chinhu.piriva pirivaKuti piriva piriva kushanda zvakaomarara.pirivaraKana uchipirivara unenge uchida kuita chimwe chinhu, asi...piriviriKuti piriviri kutsvuka zvakanyanya.piropillowpirototoKuti pirototo kumira kunoita sikarudzi yemurume kana...piruKuti piru kuva nepfungwa yokuda kurova kana kuponda munhu.pisaburnPisaremapsalmpishaKupisha kuvhiringidzika mupfungwa nokuti pane zvimwe...pishanaKupishana nepfungwa kubatikana mundangariro nezvinenge...pishinganaKana vanhu vachipishingana vanenge vachinetsana zvikuru...pishinuKuti pishinu kungokasika kusandura pfungwa.pishinudzaKupishinudza kutchinjisa chimwe chinhu gwara rachanga...pishinukaKana zvinhu zvakapishinuka zvinenge zvisisina kurongeka...pisipiecepisikaKupisika kubvisa tsvina pamunhu kana pachinhu uchitsvaira...pisiraMumutambo wezvira-hwe kupisira kupa mhinduro usiri we...pitaKupita kusimudza nzeve kunoita mhuka yakaita sembwa, kana...pitikotislippitinuKuti pitinu kuvhundunyura zvinhu zvanga zvakarongedzwa...pitipidzaKupitipidza kutinha zvipfuyo zvakawanda zvichimhanyidzana.pitipidzanaKana mhuka dzichipitipidzana dzinenge dzichimhanya...pitipitiKuti pitipiti kupinda nokukasira mumba kana pamwe panhu...pitiriKuti pitiri kupunzikira pasi kwezvinhu zvakawanda panguva...pitirwaKupitirwa kushaya mweya wokufema, kazhinji wakavharirwa...pitowhistlepitu pituKuti pitu pitu kufambisa kunoita munhu ane zvaari kutsvaga...pivhuKuti pivhu kudimbura chinhu uchiita zvidimbu.piviKuti pivi kuwanza poda dzakaita sepaudha neripisitiki...piwaportedpiyanisaKupiyanisa kupesanisa kana kutandika zvinhu.piyanopianopiyonapioneerpizipeaplastikiplasticPlatinumplatinumpoIchi chivakiso chinoratidza panzvimbo panenge pari...po po poKuti po po po kudira kwemvura pamangindo.pobvoKana chinhu charira kuti pobvo chinenge chawira mumvura...pochaKupocha inzira yekubika, yekuti chikafu chakaita semazai...podaKupoda kuzora mafuta netwumwewo twakaita seponzi, paudha...podoKuti podo kutyora chinhu chakaita chinyoro.podzarelievepofoKuti pofo kubooka kwechinhu chakanyanyopfava.pofokaKupofoka kubooka kwechinhu chakanyanyopfawa.pofomadzaKupofomadza munhu kumukuvadza maziso zvokuti haazooni.pofomarabe blindpogoKuti pogo kutyora chinhu chinyoro nepakati.poizeniPoizeni mushonga unogona kunge uchishandiswa zvinhu...pokanacontradictpokanoPokano mamiriro ezvinhu okuti vanhu vanenge...pokoPoko kamuti kakada kuita seruva, kanokura kachitandira.pokonoraKukonzera kutadza munyaya.pokonyoKuti pokonyo kukatanura ruoko rwako nechisimba kuti anga...pokonyoraKana munhu anenge akabatwa akapokonyora anenge azunza...policypoliciespombaKana munhu achinzi anopomba anenge achirara nevamwe vanhu...pomberaKupombera kuvhutira mweya muvhiri.pombipumppombodzaInzwi rematare.pombodzeraKupombodzera tii kuidiranisa mukapu mbiri kuti irohwe...pombonoraKupombonora kuradanura chinhu changa chakamonererwa pane...pomboraKupombora kurara nemukadzi kana murume wemunhu.pomedzeraKupomedzera kupa munhu mhosva yaasina kupara.pomeraKupomedzera.pomhodzaKuderedza kupisa.pomhodzwaMumhanzi wakapomhodzwa ndeuya wakapfava.ponaKupunyuka munjodzi.pondaassassinatepondePonde mudziyo unogadzirwa kubva pagaba rakapera jamhu...pondopoundsponesarescuepongaKuponga kutadza kubudirira kana kuitika kwechinhu changa...poniPoni rudzi rwedhidhi rinorukiswa musoro asi...ponjaKana vhiri raponja rinenge rapera mweya.ponjipunctureponoKuti pono kusvuuka kweganda.ponzaKunyevenutsa panyevhene diki.ponzi(rupawo) Ponzi rudzi rwemafuta ekuzora kumeso, anoita kuti...popomaKupopoma kuita ruzha kunoitwa nemvura inenge ichidonha...popopoKana munhu akati popopo anenge akapfeka mbatya dzakanaka...popotaKana uchipopota unenge uchitaura nezwi riri pamusoro...popotedzanaquarrelpopoteraKupopotera munhu kumutaurira mazwi anomurwadza pamwoyo...popoteranaKupopotedzana.popukonipopcornporarecoverPorendipolandporesahealporiKuti pori kupinda kwechinhu mune chimwe chinhu. Kambeva...poriyopolioporodzaKana mbesa kana muti uchinzi waporodza unenge usi na...porofitaprophesyporofitiprofitporomoKuti poromo kudonha kunoita chinhu kubva panzvimbo...poromokasloppyporomoraKuporomora chinhu kuchidonhedza kubva pachanga chiri...poromosheniMumabasa, poromosheni kukwidziridzwa kwemunhu achiendeswa...poromotaKana ukaporomota munhu unenge wamukwidziridza pabasa rake...poroniPoroni inyama yenguruve yakagayiwa inowanzoiswa pachingwa...pororoKuti pororo kubuda kweziya richierera nemuviri wemunhu.posaKana ukaposa munhu unenge wamuremadza kana kumukuvadza...poseraKana ukaposera unenge waenda kundotsvaka ruzivo maererano...poshaposhekaKana vanhu vachiti mwana azviposheka madhaka vanenge...posheraPoshionepositaposterPositoriPositori ichechi inozvipa zita rayo kubva kuvadzidzi...posvoPosvo imba kana kuti bazi rinoitwa mabasa okufambisa...potarovePotassiumpotassiumpoteKana chinhu chati pote chinenge chafamba chikaenda kuseri.poteraKupotera kuenda kune imwe nzvimbo, kana kune mumwe munhu...poteredzaKana uchipoteredza unenge uchiisa zvinhu kumativi ose...potereraKupoterera kufamba kusvikira munhu atenderedza chimwe...potopotpotsa [-posa]Kupotsa kutadza kupfura kana kubaya chawanga wakananga.potseKuti potse kutadza kunanga chinhu chaunenge uchida kutema.potsekaKupotseka kutamburira chimwe chinhu zvokuti unoshaya nguva...potyaKupotya kuboora chinhu zviri nyore.povhoMunhu anofarira kupa mibvunzo mumatambudziko (slang -...povoVanhu vezuro panguva yerusununguko ruzivo (the...poyaeludepoyeraKupoyera kubuda munzira kana kuti kupotsa nzira...pozhomokaKupozhomoka kudonha kwezvinhu zvakawanda panguva imwe chete.poziposepozomoKuti pozomo kudonha kwemunhu anga ari kumusoro kana kuti...prehistoricprehistoricpresentpresentedprimaryaryelementaryprogramprogrammeprotocolprotocolsProvidedsuppliedProviderproviderpuKuti pu kudonhera pasi kunoita chinhu chakandwa kana...pu pu puKuti pu pu pu kubuda kunoita furo kubva nemumomo.pu wayaKuti pu waya kuregedza mudziyo unenge une zvinhu zvobva...pubvuKuti pubvu kubaya chinhu, chawabayisa nacho...puchaKupucha kutsenga zvine ruzha kunowanzoitwa nemhuka kana...pudunuraKukuzvura.puduraKupudura kukwenya bundu kuti urwa kana ropa riri mukati...pudzunyuraKana ukapudzunyura pawambenge wakabatwa kana kusungwa...pufuKuti pufu kubaya chinhu chakatefeteka, chawabayisa nacho...

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store