Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchiruka bhasikiti, shanga dzinopimbiringa pamusana waro.
Kupimbiyana kubatana kwezvinhu zvinenge zvakakatana kana kupindana-pindana.

Shinda ikatamba nevana inopimbiyana, zvokuti inonetsa kurudunura.

Kana vanhu vakapimbiyana, vanenge vakasangana vemazera nemarudzi akasiyana.

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pimhiri
Kuti pimhiri kudonha kunoita chinhu chakaita sebhonzo guru, richiwira pasi kana pachinhu chakanyorovera.
VerengaSwipe for the next word