KwaunobvaDuramazwiPpima

Duramazwi

pima

assess

Zvinoreva

Kana ika pima upfu mundiro unenge waita kuti huzare huchinyatsochi chetehere. 3 Kana n'ombe ichinzi yapima nenge yatsamwa uye yateya nyanga dzayo ichigadzirira kurwa.

1

Kana ika pima upfu mundiro unenge waita kuti huzare huchinyatsochi chetehere. 3 Kana n'ombe ichinzi yapima nenge yatsamwa uye yateya nyanga dzayo ichigadzirira kurwa.

Chiyereso ndechese zvacho chinoshandiswa kupima uwandu, urefu kana udzamu hwechinhu.

Uyu munhu anobika chikafu chose chaanacho panguva imwe chete, pasina kupima.

Mwerero mugomo kana chimwewo chinhu chingashandiswa kupima uwandu hwezvinhu.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pimbinyuka

Kana uchipimbinyuka unenge uchitendeudza muviri wako, uchitarisa rimwe divi.

Verenga

Swipe for the next word