KwaunobvaDuramazwiPpfekana

Duramazwi

pfekana

-piringana

Zvinoreva

Kana zvinhu zvichinzi zvakapfekana zvinenge zvakamonerana zvekuti kubvisa chimwe chacho ipapo kunonetsa.

1

Kana zvinhu zvakapfekana-pfekana zvinenge zvakabatana nekumonana zvekuti zvinenge zvichinetsa kutakanura.

Kana zvinhu zvichinzi zvakapfekana zvinenge zvakamonerana zvekuti kubvisa chimwe chacho ipapo kunonetsa.

Zvakafanana

-piringana

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfeke pfeke

Kuti pfeke pfeke kupinda mukati mechimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word