KwaunobvaDuramazwiPpfekedza

Duramazwi

pfekedza

-simidza

Zvinoreva

Kupfekedza munhu kumuita kuti ave nezvipfeko pamuviri wake.

1

Kupfekedza munhu kumuita kuti ave nezvipfeko pamuviri wake.

Pfekedza mwana uyo hembe kusati kwava kutonhora kuti asapindwe nechando.

Ndakavacleaner ndokupedza ndichibva ndavapfekedza vachibva ndavafukidza.

2

Kana vanhu vachiti munhurume anopfekedza mukadzi wake, vanenge vachireva kuti anomutengera hembe dzakanaka uye dzakawanda.

Zvakafanana

-simidza

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word