KwaunobvaDuramazwiPpitipiti

Duramazwi

pitipiti

Zvinoreva

Kuti pitipiti kupinda nokukasira mumba kana pamwe panhu, kwemhuka kana vanhu vakawanda vachiteverana.

1

Kuti pitipiti kupinda nokukasira mumba kana pamwe panhu, kwemhuka kana vanhu vakawanda vachiteverana.

Mombe dzakati pitipiti kupinda mudhibha.

2

Kuti pitipiti kupinda kwechinhu zvakadzama, mune chimwe.

Geja rakati pitipiti muvhu mushure mokunaya kwemvura yakawanda.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pitiri

Kuti pitiri kupunzikira pasi kwezvinhu zvakawanda panguva imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word