Duramazwi
Mazwi ane P.
1164 Shona headwords beginning with P, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 3 pa5
pfereKana munhu achinzi ane pfere anenge aine munyama unonzi...pferenyuKuti pferenyu kumara kana kupara pamusoro.pferenyukaKupferenyuka kwengeka napamusoro zvokubva ganda.pferenzuraKupferenzura kupara chinhu chichibva chakuzvuka.pfererekaKupferereka kuburitsa karuzha kanoita mukweno wemachisi...pferuKuti pferu kungoerekana waburitsa izwi rako uchiseka.pfetenuKuti pfetenu kusunungura chinhu changa chakasungwa.pfetenukaKupfetenuka kubva kwepanhu panenge pakambosungwa.pfetseKana munhu ati pfetse anenge angopatika asvika.pfetsuPfetsu chipandi cheda-nda kana huni.pfi-iKana vhiri rikati pfi-i rinenge raponja chubhu.pfi pfiKana vanhu vachiti pfi pfi vanenge vachiseka asi vachiedza...pfi pfi pfiKuti pfi pfi pfi kuvanda seri kwechinhu kuti usaonekwa.pfichiKuchinja mumatambudziko.pfichiri pfichiriKuti pfichiri pfichiri kungotomuka-tomuka sezvinoita mombe...pfichudzaKupfichudza kukwakukira mudenga kwemhuka inenge...pfichukaKupfichuka kuurukira mudenga kwemhuka namakumbo ose.pfichuraKana bhiza rapfichura munhu anenge akaritasva, rinenge...pfidzaKana munhu apfidza anenge akaura zvekuti anobva argera...pfidzisaKupfidzisa munhu kumurwadzisa zvekuti haazoitizve...pfigaKana uchipfiga musiwo kana hwindo unenge uchizvifambisa...pfigamwedziPfigamwedzi musangano wevatendi unoitwa pakupera kwomwedzi...pfigiraKana uchipfigira zvipfuwo unenge uchizvivharira mudanga...pfigiranaKupfigirana kupinda mumba nokuvhara mikova vanhu...pfigisoPfigiso mazwi kana chiitiko chinoitwa pokupedzisira...pfihwaPfiwha rimwe remabwe kana zvitinha zvinoshandiswa...pfiki pfikiKuzviti pfiki pfiki kuzviisa pakahwandika.pfikuKuti pfiku kutangisa kuchema, munhu achibuda misodzi...pfiku pfikuKuti pfiku pfiku kuchema munhu achiita karuzha kaye...pfikuraKana munhu achipfikura anenge achichema zvinoratidza kuti...pfimbaKupfimba kutaura nomusikana nokuita zvidavado zvokuti akude.pfimbiPfimbi inzvimbo iri muvhu inocherwa kuitira kuchengetedza...pfimbikaKupfimbika kuisa muchero wava kuda kuibva panodziya...pfiniKana munhu ane pfini anenge ane mwoyo wakashata unofa-pfinyakuitira vamwe utsinye, asina hanya nekurwadziwa...pfinyiraKana uchipfinyira hembe unenge uchiipfekera mukati...pfipfidzaKupfipfidza kuseka kunenge kweunzenza, usingaseki...pfipfinyikaKupfipfinyika kusekera pasi, zvinowanzoitwa nevanhu...pfiraspitpfirapoPfirapo chinhu chakagadzirwa zvokuti hachizofa zvakare.pfiri pfiriKuti pfiri pfiri manzwirwo anoitwa kutaurwa kunoita...pfiridaKupfirida kuzama kutevedzera munhu pane zvaanoita kana...pfiripfitiPfiripfiti rudzi rwehohwa hwakatsvukuruka, uye rune...pfiriraKupfirira imba kusungirira uswa pambariro nenhungo dzayo...pfitiPfiti munhu anokuvadza vamwe achishandisa mishonga.pfizaKusukuta.pfiziPfizi mweya unonhuwa unobuda nekumashure kwemunhu.pfizuKana munhu akati pfizu anenge achiita semunhu afa, zvikuru...pfizudzaKana uchipfizudza munhu unenge uchiita kuti arare semunhu...pfizukaKana munhu apfizuka anenge oita seafa, apera simba...pfoKuti pfo kurova munhu kumeso nechibhakera.pfo pfo pfoKuti pfo pfo pfo kupombera mweya mutaira nepombi inopomba...pfochanisaKupfochanisa kukonzera chimwe chinhu kuti chikutize...pfocheKuti pfoche kuzvizadza chikafu mumuromo.pfochomvura, chando nezvimwewo.pfocho pfochoKana munhu achifamba achiti pfocho pfocho anenge...pfochodzaKupfochodza kudzinga chimwe chinhu, sezvinoitika kana...pfochokaKupfochoka kudonha pamawere kana mumiti nemumauswa.pfochomaKana chinhu chichipfochoma chinenge chichiita ruzha...pfochopfodzaKupfochopfodza kukonzera kuti chimwe chinhu chiite ruzha...pfochoraKupfochora kutiza uchimhanya nemudondo, uchiita ruzha...pfodoKuti pfodo kurova munhu nechibhakera kumeso.pfododzaKupfizudza.pfodogoKuti pfodogo kushunya munhu nenzara.pfodoraKupfodora hope kurara chaizvo.pfokochaKana munhu achipfokocha anenge achitiza nemudondo mune...pfokochikaKupfokochika kufamba panzvimbo ine uswa, magwenzi nemiti...pfokochoKuti pfokocho ruzha runoitwa nekufamba musango mune...pfondaKuboora.pfondedzaKana uchipfondedza chimwe chinhu unenge uchichipisa...pfonderaKana uchipfondera badza unenge uchiripfekera mumupinyi waro.pfondokaKana zvichinzi demo kana badza rapfondoka rinenge...pfondoraKana ukapfondora demo unenge waritemesa pakaoma kana...pfonyeKuisa mukati uchizadza kana kupfekera.pfonyedzaKupeta kana kupfekera mukati.pfonyerakuzvipinza mumutirauzi kana siketi.pfooKuti pfoo kurova pasi nesimba kunoita mvura inobuda mupombi.pforiKuti pfori kurara zvakanyanyisa, zvokukanganwa kuti kunze...pforidzaKana uchipforidza unenge uchiita kuti umwe munhu anzwe...pforiworiKuti pforiwori kubaya kwechinhu chichipinda muganda dete...pfoveKana mudziyo wati pfove unenge warova kana kubondera...pfozodzaKana uchipfozodza chimwe chinhu, unenge uchichiwisa kubva...pfuKuti pfu kubvisa madzihwa kana guruva rinenge riri mumhino.pfu-uKuti pfu-u kuburitsa mweya unonhuwisa nzvimbo yaunenge uri.pfucheKuti pfuche kunhuwa kukuru kunoitika zvikuru kana munhu...pfuchuMashoko ekuzvininipisa panguva dzerurama.pfuchuraKupfuchura kuburitsa mweya unonhuwa zvisina mutsindo...pfudukaKupfuduka kumeduka kwechinhu chakanyorovera senhanga...pfudukiraKana chinhu chichipfudukira chinenge chakapfava uye...pfudunudzaKana uchipfudunudza unenge uchibvisa panga pakasungwa.pfudupfudukaKana chinhu chichipfudupfuduka chinenge chichiita zvipandi...pfuduraKupfudura kumedura chinhu chakapfava sekeke.pfudzaKupfudzika.pfudza [-fudza]Kubvisa kana kudzima.pfudza [pfudzo]Pfudza ruvengo nemakakatanwa anouya pakati pevanhu, nekuda...pfudziNhengo yemuviri iri kumusoro kweruoko (shoulder).pfudzikaKana pamuviri pakapfudzika panenge pabva.pfudzopfudzunuraKana uchipfudzunura unenge uchibvisa panga pakasungwa...pfugadaKuti pfugada kupeta makumbo mumabvi, zvekuti mabvi acho...pfugadaraKuti pfugadara kukombamisa mabvi, uchiratidza rukudzo...pfugamakneelpfugumuKuti pfugumu kutora chimedu pachinhu chakaoma asi...pfuhwidzaKupfuhwidza kubika zvinhu zvine munhuwi wakanaka.pfuhwiraKana munhu achinzi akapfuhwira mudiwa wake anenge...pfukaKubuda kwechinhu.pfukoPfuko ihari diki inowanzochengeterwa doro kana maheu.pfukupfukuchu pfukuchuKuti pfukuchu pfukuchu ruzha runoitika kana munhu...pfukuchukaKana uchipfukuchuka unenge uchifamba mujecha.pfukudukaKana chidimbu chechingwa chichipfukuduka chinenge...pfukudzaKupfukudza kupfavisa chinhu mushure mokuchitsika kana...pfukudzikaKana mukadzi apfukudzika anenge asununguka mwana atofa ari...pfukumuKuti pfukumu kupfumbuka kwemumba manga muchitambirwa kana...pfukumuraKupfukumura kusiya mumba musisina kuti tsurumete mushure...pfukuraKupfukura kukava ivhu uchivhara gomba rinenge riripo.pfukurindiPfukurindi ibwe rine mamaran'azha risina kutsetseka.pfukusaKuchera kana kugofa.pfukutaKupfukuta kuboorwa kunoita miti, mapango, zvirimwa kana...pfukutoPfukuto chipembenene chinokwanisa kuboora maburi...pfukutsiPfukutsi zvisikwa zvakaita kunge madora zvinogara muchinhu...pfukwaPfukwa mushonga unonwiwa nemunhu anenge achida...pfumagainpfumbaPfumba chishongo chakagadzirwa nesimbi, chinoiswa muruoko...pfumbamiraShiri kana huku yakapfumbamira mazai inenge yakagara...pfumbamuromobriberypfumbamweninepfumbatidzoraita chidende, zvokuti rinokwanisa kudyiwa kana kutengeswa.pfumbatsvaPfumbatsva mushonga unenge kamhodzi, unoiswa mumaoko...pfumbiPfumbi ivhu rinenge rakatsetseka, rinofambiswa nemhepo...pfumbiraKana wakapfumbira chinhu unenge wakachiisa chose mumukanwa.pfumbuspottedpfumbudzaKana uchipfumbudza huruva kana utsi, unenge uchiita kuti...pfumbukaKupfumbuka kukwira mudenga kwezvinhu zvakaita sehuruva...pfumbunuKuti pfumbunu kubvisa muchero pawanga wakafimbikwa kuti...pfumbunuraKupfumbunura kubvisa uswa hunenge hwakapfiririsa imba.pfumburaKupfumbura kukwidza huruva kana hundi kudenga sepanopurwa...pfumburiraKupfumburira munhu kumuita kuti azare guruva.pfumburukaKupfumburuka kwechinhu kubva ruvara rwacho chichichenuruka.pfumburutsaKana uchipfumburutsa chimwe chinhu, unenge uchiita kuti...pfumbwaKupfumbwa kunzwa komunhukadzi marwadzo panguva...pfumbwiPfumbwi inzvimbo inenge yakatsikwa-tsikwa nevanhu...pfumisaKana uchipfumisa munhu unenge uchiita kuti ave nezvinhu...pfumojavelinpfumvarainogona kuwira ruzhinji rwavanhu vazhinji vachisara vafa.pfumvuPfumvu chiitiko chine ngozi chinowira munhu kana aita...pfumvudzaKupfumvudza kutungira mashizha kunoitwa nemiti.pfumvumaKana munhu akati pfumvuma anenge akagara akakotamira pasi...pfumvumadzaKupfumvumadza kugarisa munhu pasi akakotamisa musoro wake...pfumvumaraKupfumvumara kugara komunhu anenge akasuruvara kokungoti...pfumvumvuraKana imbwa hadzi yapfumvumvura inenge yasvika panguva...pfumvunyukaKana chinhu chakarukwa kana chakasonwa chichipfumvunyuka...pfumvunyuraKupfumvunyura kusunungura zvinhu zvanga zvakasungwa.pfumvuraKana muti uchipfumvura unenge uchibuda mashizha matsva.pfumvutiraKana muti wakapfumvutira unenge uchangotungapfundawidowerpfundamatamaKana munhu achinzi pfundamatama anenge ane matama akakura.pfundeTsvatsva.pfundepfundePfundepfunde vanhu kana zvipfuwo zvinenge zvakaita dutu.pfundipfundiPfundipfundi kufunga kune kushora, kutsamwa nokusaregerera...pfundoPfundo panzvimbo panenge pakasungika tambo kana mucheka...pfundumwadzaKupfundumwadza kufutisa matama munhu wakavhara muromo...pfundumwaraKupfundumwara kutsamwa kana kushatirwa munhu akafutisa...pfundunuraKana uchipfundunura unenge uchipfutu-nura pakasungwa.pfungaKusunga.pfunga pfungaKuti pfunga pfunga kuenda mudenga kweutsi ushoma.pfungaidzaKuparadzira utsi panzvimbo.pfungaidziroPfungaidzo mushonga unokandwa pamabvunze woburitsa utsi...pfungaidzoPfungaidzo imombe inourayiwa parufu rwemunhu mukuru...pfungairaKana chinhu chichipfungaira chinenge chichiburitsa utsi.pfungeKuti pfunge kunhuwa zvikuru.pfungwabrainpfunhadrizzlepfunhambuyaPfunhambuya tumvura tunenge tuchinaya zvishomashoma.pfunhanisaKupfunhanisa kushandisa muswe kana maoko kusasa mvura pane...pfunhiraKana muti wapfunhira unenge wava nemashizha matsva azadza...pfunhuKuti pfunhu kukava chimwe chinhu zvishomashoma.pfunhuraKana uchipfunhura bhora unenge uchirikava zvishoma.pfunyaKana wakapfunya chisero unenge wakagara pasi wakakombamisa...pfunyePfunye ishiri ine zhumu, inodya tupuka nemichero.pfunzePfunze rudzi rwembeva inochera mwena, yogara muvhu.pfunzunuKana chinhu chi chiti pfunzunu chinenge chichitwasanuka...pfunzunuraKana uchipfunzunura tambo unenge uchiitasanura painenge...pfupabonepfupfuKuti pfupfu kutsva kunoita danda rine mhango mukati maro.pfupfuduKana vhinga richiti pfupfudu zvimedu zvinenge zvichibva...pfupfudukaKana vhinga richipfupfuduka, zvidimbu zviduku zvinenge...pfupfumaPfupfuma imhuka ine mavara akasiyana-siyana.pfupfumiraKana mhashu ichipfupfumira, inenge ichivanda mubundo...pfupfunyaraKana uchipfupfunyara unenge wakagara, kumira kana kurara...pfupfunyukaKana chinhu chakapfava chichipfupfunyuka, chinenge...pfupfunyuraKupfupfunyura kudambura zvinhu kuviita zvidimbu zvidikidiki.pfupfuri pfupfuriKana munhu achiiti pfupfuri pfupfuri, anenge achifamba...pfupfuridzaKupfupfuridza kupedza upenyu hwechanga chiri kutotora.pfupfuru pfupfuruKana huku yachekwa nebanga, yava kufa, inoti pfupfuru...pfupfurudzaKana imbwa ichipfupfurudza mhuka yainenge yabata inenge...pfupfurukaKupfupfuruka kukava-kava kunoita huku kana yoda kufa...pfupitemporarypfupikaKana chinhu chakapfupika chinenge chakadarikwa kureba...pfupikisaKupfupikisa kuita kuti chinhu changa chiri chirefu chiite...pfupikisoPfupiso.pfupisopreviewpfurashootpfurikidzaexcessivepfurirapfuruPfuru rumwe rudzi rwetsuro.pfurugwadaKuti pfurugwada kugara pasi kana parukukwe zveku-zvikanda.pfurukaKupfuva.pfurunuKuti pfurunu kubva kweuswa hwanga hwakagadzirisa denga.pfurunukaKana imba ichipfurunuka, uswa huri padenga rayo hunenge...pfurunyuKana uchiti pfurunyu unenge uchibvisa uswa padenga remba.pfurunyuraKana uchipfurunyura imba unenge uchibvisa uswa padenga...pfurupfutikaKupfurupfutika kugwinha kunoita muviri kunongokaruka...pfurupfutuKana chinhu chichiti pfurupfutu muviri wacho unenge...pfurupfutudzaKana uchipfurupfutudza chinhu unenge uchiita kuti muviri...pfurutsiraKana uchipfurutsira mudziyo kana saga, unenge...pfusiPfusi munhu anogara achivhirigidzana nevamwe zvokuti vanhu...pfutablazepfuteMupfuti.pfutigunpfutidzapfutsaKutangisa kana kuwedzera mwoto.pfutsiPfutsi munhu anogara achiitira vamwe zvakashata...pfutuKuti pfutu kuregera munhu kana mombe zvanga zviri muusungwa.pfutukaKana chinhu chichipfutuka, chinenge chichiregedzeka...pfutunuKana chinhu chichiti pfutunu, chinenge chichiregedzeka...pfuturaKupfutura kushandisa kamu kugadzira vhudzi kuti rinake.pfutwaKana mbeswa dzichinzi dzapfutwa dzinenge dzaita maburi...pfuuKuti pfuu kupindira chinhu chinenge chiri mberi kwako...pfuudzaKupfuudza chinhu kuchiita kuti chibve pane imwe nzvimbo...pfuuraexceedpfuvaKukweva.pfuvisaKana wapfuvisa chikafu, unenge wasiya chisina...pfuyaKana uchipfuya shiri kana mhuka unenge uchidzichengeta...pfyumushonga kana pfuti kupedza upe-nyu hwacho.phosphatephosphatepiwhichpi-iKuti pi-i kuridza bhera kunoita bhazi, mudhudhudhu kana...pi piKuti pi pi ruzha runoitwa nebhero remotokari.piazzaplazapibvuKuti pibvu kukava munhu mukobvu zvakasimba, panyama dzake...pibvuraKana uchipibvura munhu mukobvu unenge uchimukava panyama...pichisipeachpida pidaKana munhu mupfupi mukobvu achiti pida pida, anenge...pidairaKupidaira kufamba nhano diki kwemunhu mufupi, achiratidza...pidiga pidigaKuti pidiga pidiga kufamba kunoita munhu mukobvu nokuda...pidiguKuti pidigu kudonha kwechinhu chichibva chamira nedivi...pidigudzaKana uchipidigudza chinhu unenge uchichipindura divi.pidigukaoverturnpidiguraKupidigura chinhu kuchiita kuti divi ranga richimbova pa-

