KwaunobvaDuramazwiPpfumisa

Duramazwi

pfumisa

-ganyisa

Zvinoreva

Kana uchipfumisa munhu unenge uchiita kuti ave nezvinhu zvakawanda, zvakaita semari, mombe, zvitoro nezvimwewo.

1

Kana uchipfumisa munhu unenge uchiita kuti ave nezvinhu zvakawanda, zvakaita semari, mombe, zvitoro nezvimwewo.

Kuita kuti munhu ave neupfumi (pfumisa).

Madimikira akakosha muupenyu nokuti anopfumisa mutauro uye kuburitsa pfungwa dzinorwadza kana kunyadzisa nenzira yakahwanda ine mutsigo.

Kwaiva namamwe masuwo ebudiriro akanga auya nehondo akangofanana namasuwo akapfumisa vachena vomuno pakapera hondo yechipiri yepasi rose.

Zvakafanana

-ganyisa

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word