Duramazwi
Zvinoreva
Kupfumbwa kunzwa komunhukadzi marwadzo panguva yekusununguka.
Kupfumbwa kunakidzwa nechimwe chinhu zvakapfurikidza.
1

Tendai paakaenda kuJoni, akapfumbwa nevasikana veko, akabva akanganwa mukadzi nevana.

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfumbwi
Pfumbwi inzvimbo inenge yakatsikwa-tsikwa nevanhu vachidzana, kana kuti mombe dzinenge dzichirwa.
VerengaSwipe for the next word