Duramazwi02 / 03pfunyaKana wakapfunya chisero unenge wakagara pasi wakakombamisa makumbo nokuapesanisa.Verenga→