KwaunobvaDuramazwiPpfunhira

Duramazwi

pfunhira

-pfumvura

Zvinoreva

Kana muti wapfunhira unenge wava nemashizha matsva azadza muti wose, zvokuti unenge wonyatsopa mumvuri.

1

Zvakafanana

-pfumvura

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfunhu

Kuti pfunhu kukava chimwe chinhu zvishomashoma.

Verenga

Swipe for the next word