Duramazwi
-sasamwaya
Zvinoreva
Kupfunhanisa kushandisa muswe kana maoko kusasa mvura pane chimwe chinhu.
1

Kupfunhanisa kutaura manyepo pamusoro pomumwe munhu, kuti vanhu vamuvenge uye kuva nepfungwa dzakashata maererano naye.
2

Zvakafanana
-sasa · mwaya
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfunhira
Kana muti wapfunhira unenge wava nemashizha matsva azadza muti wose, zvokuti unenge wonyatsopa mumvuri.
VerengaSwipe for the next word