Duramazwi
Zvinoreva
Kupfundumwadza kufutisa matama munhu wakavhara muromo, nokuda kwekuti wakashatirwa.
1

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfundumwara
Kupfundumwara kutsamwa kana kushatirwa munhu akafutisa matama.
VerengaSwipe for the next word