KwaunobvaDuramazwiPpfundo

Duramazwi · zita

pfundo

Zvinoreva

Pfundo panzvimbo panenge pakasungika tambo kana mucheka kuita bundu.

1

Pfundo panzvimbo panenge pakasungika tambo kana mucheka kuita bundu.

Nhangando inzira yokusunga nayo pfundo, risingazosununguki nyore.

Chishwe inzira yokusunga nayo uchiita pfundo risingazosungunuki.

Mashwashwa itsinga dzinobatanidza mapfundo emuviri.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfundumwadza

Kupfundumwadza kufutisa matama munhu wakavhara muromo, nokuda kwekuti wakashatirwa.

Verenga

Swipe for the next word