KwaunobvaDuramazwiPpfumvura

Duramazwi

pfumvura

-gunhira-panda-bindura

Zvinoreva

Kana muti uchipfumvura unenge uchibuda mashizha matsva.

1

Kana muti uchipfumvura unenge uchibuda mashizha matsva.

Kana mhuka hadzi ichinzi yapfumvura inenge yasvika panguva yokuda kusangana nehonho.

2

Kana mhuka hadzi ichinzi yapfumvura inenge yasvika panguva yokuda kusangana nehonho.

Imbwa ivi iri kuteverwa nemakonho akawanda nokuti yakapfumvura.

Zvakafanana

-gunhira · -panda · -bindura

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfumvutira

Kana muti wakapfumvutira unenge uchangotunga

Verenga

Swipe for the next word