KwaunobvaDuramazwiPpfumvunyuka

Duramazwi

pfumvunyuka

-rudunuka

Zvinoreva

Kana chinhu chakarukwa kana chakasonwa chichipfumvunyuka chinenge chichibva shinda nepachinenge chakabatanidzwa napo.

1

Idzi inhumbi kana zvimwewo zvinenge zvisina kumira zvakanaka, zvakarembera kana kupfumvunyuka.

Mbikiza chiro-kwe chipfupi chakapfumvunyuka zasi.

Kana chinhu chakarukwa kana chakasonwa chichipfumvunyuka chinenge chichibva shinda nepachinenge chakabatanidzwa napo.

Zvakafanana

-rudunuka

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfumvunyura

Kupfumvunyura kusunungura zvinhu zvanga zvakasungwa.

Verenga

Swipe for the next word