Duramazwi
Zvinoreva
Kana muti wakapfumvutira unenge uchangotunga
1
Kana muti wakapfumvutira unenge uchangotunga
Uyu muti une mapazi akapfumvutira, unobereka vana vakatsvukuruka, vanodyiwa neshiri.
Mukashu muti unogara wakapfumvutira, unobereka tumichero tudiki twegirini uye tusingadyiwi.
Dinha ndepakadzikira panowanikwa nechepakati pomusoro mbo yakapfumvutira ine miti yakawanda.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfunda
widower
VerengaSwipe for the next word