Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi pfundamatama anenge ane matama akakura.
1

2
Ichi chiwitsi chekuti ukaisa mukanwa chinobva chazadza dama.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfunde
Tsvatsva.
VerengaSwipe for the next word