KwaunobvaDuramazwiPpfupfumira

Duramazwi

pfupfumira

Zvinoreva

Kana mhashu ichipfupfumira, inenge ichivanda mubundo painenge ichidzingirirwa.

1

Kana mhashu ichipfupfumira, inenge ichivanda mubundo painenge ichidzingirirwa.

Kana mhashu ichipfupfumira, inenge ichivanda mubundo painenge ichidzingirirwa.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfupfunyara

Kana uchipfupfunyara unenge wakagara, kumira kana kurara wakagumbata maoko ako, zvokuratidza kuti uri kutya kana kutonhorwa.

Verenga

Swipe for the next word