Duramazwi
Zvinoreva
Kupfupfunyura kudambura zvinhu kuviita zvidimbu zvidikidiki.
1
Kupfupfunyura kudambura zvinhu kuviita zvidimbu zvidikidiki.
Rega kupfupfunyura chingwa iwe, unozadza imba netsvina!
Kupfupfunyura kudambura zvinhu kuviita zvidimbu zvidikidiki.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfupfuri pfupfuri
Kana munhu achiiti pfupfuri pfupfuri, anenge achifamba zvinoratidza kuti nzvimbo yaari inotyisa.
VerengaSwipe for the next word