KwaunobvaDuramazwiPpfupfunyuka

Duramazwi

pfupfunyuka

Zvinoreva

Kana chinhu chakapfava chichipfupfunyuka, chinenge chichibva tumedu tumedu. Chingwa ichi chiri kupfupfunyuka zvekuti mivhuruvhuru yacho yazara pasi.

1

Kana chinhu chakapfava chichipfupfunyuka, chinenge chichibva tumedu tumedu. Chingwa ichi chiri kupfupfunyuka zvekuti mivhuruvhuru yacho yazara pasi.

Kuti pfugumu kutora chimedu pachinhu chakaoma asi chichipfupfunyuka.

Kutswanya chinhu kuchidzvanyirira pakati pezvimwe zviviri kusvikira chameduka kana kupfupfunyuka.

Bvubvurumbwe rudzi rwedombo rakapfava uye rinopfupfunyuka.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfupfunyura

Kupfupfunyura kudambura zvinhu kuviita zvidimbu zvidikidiki.

Verenga

Swipe for the next word